Svetuka kuchirochemo

Chipfukuto

Kubva Wikipedia

Chipfukuto, chikumo, chipfunho kana chipfunhu (Weevil) kapuka kapembenene kanodya chibage kachisiya tsanga dzave demhe rine deko chete. Varimi vanomwaya mushonga mudura kana musaga kuti zvipfukuto zvife; vakasadaro vanowana chibage chapera kupfukutwa.

Kupfukuta kana kupfunha (bore like a weevil).

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Nyanja inoti nakapfumbwe (n. weevil) kureva chipfukuto. Mamwe mazwi: fumbwa (to be rotten, eaten).