Svetuka kuchirochemo

Chitupa

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 13:01, 15 Chikunguru 2022 na Mtarch11 (ereketa | zvinzatu) (Undo revision 94589 by 82.132.213.104 (talk))
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Chitupa (Photo Identity Card) chinyorwa chine mufananidzo wemwene wacho chinoshandiswa kuzivisa kuti munhu anonzi ani. Chitupa chinoshandiswa pakuvhota uye kubhanga sefakazi yokuti munhu ari kuita chito ndiye chaiye muridzi wezita iroro.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaBemba vanoti cishibilo (n. identity) kureva muzivirwo?.
  • MaZulu vanoti isithupha kana othupha (n. thumb) kureva chara kana chigunwe chikobvu.
  • MaZulu vanoti uluthupha (tip of a finger). Mamwe mazwi: amathupa (Rough, heavy fingers as of a labourer; strong hands).
  • MaZulu vanoti Ngizenzele ngawami amathupha (I did it with my own hands).