Svetuka kuchirochemo

Diode

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 11:25, 26 Kukadzi 2022 na Minorax (ereketa | zvinzatu)
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Diode isemi conductor device inoshanindiswa kumaelectronic components.I two termnial device in high resistance kana paiswa kuwrong terminal.ine two materminal anoti anode(+) ne cathode(-).

Diode rinoshandiswa pakuchinja alternating current uchiisa kudirect curreny.

image of diode

.Madiode anoita kuti alternAtic current iite direct current.Inodirect the flow yemagetsi kuti magetsi aende nedirection yakananga diode.Madiode mazuvano akushandiswa pakumesure temperature nekutrackermaradioactive elements.Yakashandiswa pamacommunication systems.Led (light emitting diode)ndiwo akushandiswa pamaburgler systems nekuti light rakaenda paLed panoitika low resistancw