Unoda kujoina kana kupinda paFacebook here?
Pinda
kana kuti
Pinda
Maneja kuapurodha nhamba dziri mufoni neapu yeFacebook
Unogona kungomaneja chete kuramba uchiapurodha manhamba pamaapu eAndroid, iPhone, iPad kana Facebook Lite.
Kana kuramba uchiapurodha nhamba kwakabatidzwa, Facebook ichaapurodha zviri otomatiki manhamba ari mufoni kana mutabhureti pese paunopinda muakaundi yako yeFacebook.
Batidza kuramba uchiapurodha nhamba kana kukudzima muapu yeFacebook
Android:
  1. Tokonya pakanzi nechekumusoro kurudyi paFacebook pako.
  2. Tokonya Masetin'i uye zvakavanzika, wobva watokonya Masetin'i.
  3. Tokonya Muzinda Wemaakaundi, wobva watokonya Zvizhinji nezvako uye zvaunotendera.
  4. Tokonya Apurodha vaunokurukura navo, wobva wasarudza akaundi yeFacebook.
  5. Baya pedyo nepakanzi Gara uchiapurodha vaunokurukura navo kuti ubatidze setin'i iyi kana kuidzima.
iPhone:
  1. Tokonya nechezasi kurudyi paFacebook.
  2. Tokonya settingsMasetin'i uye zvakavanzika, wobva watokonya Masetin'i.
  3. Tokonya Muzinda Wemaakaundi, wobva watokonya Zvizhinji nezvako uye zvaunotendera.
  4. Tokonya Apurodha vaunokurukura navo, wobva wasarudza akaundi yeFacebook.
  5. Tokonya pedyo nepakanzi Apurodha vaunokurukura navo kuti ubatidze setin'i iyi kana kuidzima.
iPad:
  1. Tokonya nechezasi kurudyi paFacebook.
  2. Fambisa uchidzika wotokonya Masetin'i uye zvakavanzika, wobva watokonya Masetin'i.
  3. Tokonya Apurodha vaunokurukura navo, wobva wasarudza akaundi yeFacebook.
  4. Tokonya pedyo nepakanzi Apurodha vaunokurukura navo kuti ubatidze setin'i iyi kana kuidzima.
Facebook Lite:
  1. Tokonya nechekumusoro kurudyi paFacebook.
  2. Fambisa kudzika pasi wotokonya Masetin'i.
  3. Famba uchidzika pachikamu che Mvumo uye wotokonya Upload Contacts.
  4. Tokonya pedyo nepakanzi Apurodha vaunokurukura navo kuti ubatidze setin'i iyi kana kuidzima.
Zvimwe Zvigadzirwa:
Kuramba uchiapurodha nhamba kunongoitwa pazvigadzirwa zvinoti iPhone, iPad kana Android chete. Dzidza kuapurodha nhamba kana kudzima nhamba dzawakaapurodha pachigadzirwa chako.
Yeuka kuti
  • Kudzima kuapurodha nhamba muapu yeFacebook hakudzimi zviri otomatiki kuapurodhwa kwenhamba muapu yeMessenger. Dzidza kuti unomaneja sei kuapurodha nhamba paMessenger.
  • Kana uchishandisa Apu yeFacebook pafoni kana tabhureti inopfuura imwe chete, uchafanira kudzima kuapurodha nhamba zviri otomatiki pachigadzirwa chimwe nechimwe.
Ona kana bvisa nhamba dzakaapurodhwa
Unogona kuona kana kubvisa nhamba dzawakaapurodha papeji rinonziManage Invites and Imported Contacts .
Kana kuramba uchiapurodha nhamba kwakabatidzwa, Facebook ichaapurodha zviri otomatiki manhamba ari mufoni kana mutabhureti pese paunopinda muakaundi yako yeFacebook.
Batidza kuramba uchiapurodha nhamba kana kukudzima muapu yeFacebook
  1. Tokonya pakanzi nechekumusoro kurudyi paFacebook pako.
  2. Tokonya Masetin'i uye zvakavanzika, wobva watokonya Masetin'i.
  3. Tokonya Muzinda Wemaakaundi, wobva watokonya Zvizhinji nezvako uye zvaunotendera.
  4. Tokonya Apurodha vaunokurukura navo, wobva wasarudza akaundi yeFacebook.
  5. Baya pedyo nepakanzi Continuous Contacts Upload kuti ubatidze setin'i iyi kana kuidzima.
Yeuka kuti
  • Kudzima kuapurodha nhamba muapu yeFacebook hakudzimi zviri otomatiki kuapurodhwa kwenhamba kana kwekufona uye SMS (mameseji) muapu yeMessenger. Dzidza kuti unomaneja sei kuapurodha nhamba paMessenger.
  • Kana uchishandisa Apu yeFacebook pafoni kana tabhureti inopfuura imwe chete, uchafanira kudzima kuapurodha nhamba zviri otomatiki pachigadzirwa chimwe nechimwe.
Ona kana bvisa nhamba dzakaapurodhwa
Unogona kuona kana kubvisa nhamba dzawakaapurodha papeji rinonziManage Invites and Imported Contacts .
Kana kuramba uchiapurodha nhamba kwakabatidzwa, Facebook ichaapurodha zviri otomatiki manhamba ari mufoni kana mutabhureti pese paunopinda muakaundi yako yeFacebook.
Batidza kuramba uchiapurodha nhamba kana kukudzima muapu yeFacebook
  1. Tokonya nechezasi kurudyi paFacebook.
  2. Tokonya settingsMasetin'i uye zvakavanzika, wobva watokonya Masetin'i.
  3. Tokonya Muzinda Wemaakaundi, wobva watokonya Zvizhinji nezvako uye zvaunotendera.
  4. Tokonya Apurodha vaunokurukura navo, wobva wasarudza akaundi yeFacebook.
  5. Baya pedyo nepakanzi Upload Contacts kuti ubatidze setin'i iyi kana kuidzima.
Yeuka kuti
  • Kudzima kuapurodha nhamba muapu yeFacebook hakudzimi zviri otomatiki kuapurodhwa kwenhamba kana kwekufona uye SMS (mameseji) muapu yeMessenger. Dzidza kuti unomaneja sei kuapurodha nhamba paMessenger.
  • Kana uchishandisa Apu yeFacebook pafoni kana tabhureti inopfuura imwe chete, uchafanira kudzima kuapurodha nhamba zviri otomatiki pachigadzirwa chimwe nechimwe.
Ona kana bvisa nhamba dzakaapurodhwa
Unogona kuona kana kubvisa nhamba dzawakaapurodha papeji rinonziManage Invites and Imported Contacts .
Kana kuramba uchiapurodha nhamba kwakabatidzwa, Facebook ichaapurodha zviri otomatiki manhamba ari mufoni kana mutabhureti pese paunopinda muakaundi yako yeFacebook.
Batidza kuramba uchiapurodha nhamba kana kukudzima muapu yeFacebook
  1. Tokonya pazasi nechekurudyi kwechero peji reFacebook.
  2. Fambisa uchidzika wotokonya Masetin'i uye zvakavanzika, wobva watokonya Masetin'i.
  3. Famba uchidzika pachikamu che Mvumo uye wotokonya Upload Contacts.
  4. Tokonya pedyo nepakanzi Apurodha vaunokurukura navo kuti ubatidze setin'i iyi kana kuidzima.
Yeuka kuti
  • Kudzima kuapurodha nhamba muapu yeFacebook hakudzimi zviri otomatiki kuapurodhwa kwenhamba kana kwekufona uye SMS (mameseji) muapu yeMessenger. Dzidza kuti unomaneja sei kuapurodha nhamba paMessenger.
  • Kana uchishandisa Apu yeFacebook pafoni kana tabhureti inopfuura imwe chete, uchafanira kudzima kuapurodha nhamba zviri otomatiki pachigadzirwa chimwe nechimwe.
Ona kana bvisa nhamba dzakaapurodhwa
Unogona kuona kana kubvisa nhamba dzawakaapurodha papeji rinonziManage Invites and Imported Contacts .
Kana kuramba uchiapurodha nhamba kwakabatidzwa, Facebook ichaapurodha zviri otomatiki manhamba ari mufoni kana mutabhureti pese paunopinda muakaundi yako yeFacebook.
Batidza kuramba uchiapurodha nhamba kana kukudzima muapu yeFacebook
  1. Tokonya nechekumusoro kurudyi paFacebook.
  2. Fambisa kudzika pasi wotokonya Masetin'i.
  3. Famba uchidzika pachikamu che Mvumo uye wotokonya Upload Contacts.
  4. Tokonya pedyo nepakanzi Apurodha vaunokurukura navo kuti ubatidze setin'i iyi kana kuidzima.
Yeuka kuti
  • Kudzima kuapurodha nhamba muapu yeFacebook hakudzimi zviri otomatiki kuapurodhwa kwenhamba kana kwekufona uye SMS (mameseji) muapu yeMessenger. Dzidza kuti unomaneja sei kuapurodha nhamba paMessenger.
  • Kana uchishandisa Apu yeFacebook pafoni kana tabhureti inopfuura imwe chete, uchafanira kudzima kuapurodha nhamba zviri otomatiki pachigadzirwa chimwe nechimwe.
Ona kana bvisa nhamba dzakaapurodhwa
Unogona kuona kana kubvisa nhamba dzawakaapurodha papeji rinonziManage Invites and Imported Contacts .
Kuti uwane mamwe mashoko, tapota ona chiziviso chekuapurodha nhamba cheVasiri Vashandisi.
Shona
+
Meta © 2024